Numeri 14:43 - Shona Bible 1949 revised 200243 Nokuti vaAmareki navaKenani vari mberi kwenyu ipapo; muchaurawa nomunondo, nokuti makadzoka pakutevera Jehovha, naizvozvo Jehovha haangavi nemi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Nokuti ʋaAmareki naʋaKanani ʋari mberi kwenyu ipapo; mucaʋurawa nomunondo, nokuti makadzoka pakuteʋera Jehova, naiɀoɀo Jehova haaŋgaʋi nemi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Kana vaAmareki navaKanani vouya kuzokurwisai vachakuurayai namapakatwa nokuti makafuratira Tenzi. Tenzi haazovi nemi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Kana vaAmareki navaKanani vouya kuzokurwisai vachakuurayai namapakatwa nokuti makafuratira Tenzi. Tenzi haazovi nemi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 nokuti vaAmareki navaKenani vachasangana nemi ikoko. Nokuti makafuratira Jehovha, iye haangavi nemi uye muchaurayiwa nomunondo.” Viz kapitola |