Numeri 14:41 - Shona Bible 1949 revised 200241 Mosesi akati, “Munodarikireiko murayiro waJehovha, nokuti muchaona nhamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Mosesi akati: Munoɗarikireiko murairo waJehova, nokuti mucaʋona nhamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 Asi Mosesi ndokuti, “Ko munorambireiko zvataurwa naTenzi? Hazvimbobudirira izvi! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Asi Mozisi akati kwavari, “Sei musingateereri kurayira kwaJehovha? Izvi hazvibudiriri! Viz kapitola |