Numeri 14:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Zvino Mosesi wakaudza vana vaIsiraeri mashoko iwaya ose; vanhu vakachema kwazvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ɀino Mosesi wakaʋudza ʋana ʋaIsraeri mashoko iwaya ose; ʋanhu ʋakacema kwaɀo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Mosesi akataurira vaIsiraeri vose mashoko iwayo vakabva vachema zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Mozisi akati azivisa izvi kuvaIsraeri vose, vakachema zvikuru. Viz kapitola |