Numeri 14:33 - Shona Bible 1949 revised 200233 Vana venyu vachadzungaira savafudzi murenje makore ana makumi mana, vachirohwa nokuda kwokupata kwenyu, kusvikira zvitunha zvenyu zvaparadzwa murenje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋana ʋenyu ʋacadzuŋgaira saʋafudzi murenje makore anamakumi manna, ʋacirobga nokuɗa kwokupata kwenyu, kuȿikira ɀitunha ɀenyu ɀaparadzwa murenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vana venyu vachava vafudzi murenje kwamakore makumi mana vachatambudzika nokuda kwokusatendeka kwenyu kusvikira chitunha chenyu chokupedzisira chati rabada murenje muno. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vana venyu vachava vafudzi murenje kwamakore makumi mana vachatambudzika nokuda kwokusatendeka kwenyu kusvikira chitunha chenyu chokupedzisira chati rabada murenje muno. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vana venyu vachava vafudzi muno kwamakore makumi mana, vachitambudzika nokuda kwokusatendeka kwenyu, kusvikira chitunha chenyu chokupedzisira chavata murenje rino. Viz kapitola |