Numeri 14:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 zvirokwazvo, havangaoni nyika yandakapikira madzibaba avo; hakuna mumwe wavakandizvidza achaiona, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀirokwaɀo, haʋaŋgaʋoni nyika yandakapikira madziɓaɓa aʋo; hakunomumŋe waʋakandiɀidza ucaiʋona, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Hakuna nomumwe wavo achapinda munyika yandakapikira madzitateguru avo, kana vose vakandishora havambofa vakakutsika.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 hakuna mumwe wavo achazoona nyika yandakavimbisa madzitateguru avo nemhiko. Hakuna kana mumwe akandizvidza achazofa akaona nyika yandakavimbisa madzitateguru avo nemhiko. Hakuna kana mumwe akandizvidza achazofa akaiona. Viz kapitola |