Numeri 14:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 ‘Jehovha akanga asingagoni kuisa vanhu ava kunyika yaakanga avapikira, saka akavauraya murenje.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova wakaŋga asiŋgagoni kuisa ʋanhu aʋa kunyika yaakaŋga aʋapikira, saka wakaʋaʋuraya murenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 ‘Tenzi akakundikana kusvitsa vanhu ava kunyika yaakanga avatsidzira, saka akavaurayira murenje.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 ‘Tenzi akakundikana kusvitsa vanhu ava kunyika yaakanga avatsidzira, saka akavaurayira murenje.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 ‘Jehovha akanga asingagoni kuisa vanhu ava kunyika yaakanga avavimbisa nemhiko; saka akavauraya murenje.’ Viz kapitola |