Numeri 14:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Zvino ungano yose yakachema zvikuru; vanhu vakachema usiku ihwohwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋuŋgano yose yakacema ɀikuru; ʋanhu ʋakacema ʋusiku ibgobgo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Gungano rose ravaIsiraeri rakaridza mhere usiku ihwohwo vakarara vachichema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Usiku ihwohwo vanhu vose veungano vakasimudza manzwi avo vakachema zvikuru. Viz kapitola |