Numeri 13:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Vokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mwanakomana waHori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋokurudzi rwaSimeoni, Shafati, mŋanakomana waHori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mudzinza rokwaSimeoni, makatorwa Shafati mwanakomana waHoru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mudzinza rokwaSimeoni, makatorwa Shafati mwanakomana waHoru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 kubva kurudzi rwaSimeoni, Shafati mwanakomana waHori; Viz kapitola |