Numeri 13:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiwo mazita aʋo: Ʋokurudzi rwaRubeni, Shamua, mŋanakomana waZakuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri; Viz kapitola |