Numeri 13:31 - Shona Bible 1949 revised 200231 Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakwira naye, ʋakati: Hatigoni kukwira kundorwa naʋanhu aʋo, nokuti ʋanotikurira nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.” Viz kapitola |