Numeri 13:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMosesi akati, “Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo Karebi akanyaradza ʋanhu pamberi paMosesi, akati: Ŋgatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwaɀo kuikunda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMozisi akati, “Tinofanira kukwidza tindotora nyika nokuti zvirokwazvo tinogona kuitora.” Viz kapitola |