Numeri 13:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Naizvozvo vakakwira vakandosora nyika, vachibva murenje reZini, kusvikira Rehobhu, pavanopinda Hamati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naiɀoɀo ʋakakwira ʋakandoshorenyika, ʋacibva murenje reZini, kuȿikira Rehobi, paʋanopinda Hamati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Varume vaya vakaenda vakandosora nyika iyoyo, kubvira parenje reZini, kundosvika kuguta rainzi Rehobhu tavakuda kupinda muguta reHamati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Naizvozvo vakakwidza vakandosora nyika kubva kurenje reZini kusvikira kuRehobhi, kwakanangana neRebho Hamati. Viz kapitola |