Numeri 13:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Ndiwo mazita avarume vakatumwa naMosesi kundosora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mwanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndiwo mazita aʋarume ʋakatumŋa naMosesi kundoshora nyika. Mosesi akatumidza Hoshea, mŋanakomana waNuni, zita rinonzi Joshua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndiwo mazita avasori vakatumwa naMosesi kundosora nyika iyoyo. Mosesi akatumidza Hosea mwanakomana waNuni kuti Joshuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndiwo mazita avasori vakatumwa naMosesi kundosora nyika iyoyo. Mosesi akatumidza Hosea mwanakomana waNuni kuti Joshuwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Aya ndiwo mazita avarume vakatumwa naMozisi kundosora nyika. (Mozisi akatumidza Hoshea mwanakomana waNuni zita rokuti Joshua). Viz kapitola |