Numeri 10:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Vanakomana vaAroni, vapristi, ndivo vanofanira kuridza hwamanda; ngazvive tsika kwamuri nokusingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanakomana ʋaAroni, ʋaprista, ndiʋo ʋanofanira kuridza hwamanda; ŋgaɀiʋe tsika kwamuri nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mabhosvo ngaaridzwe navanakomana vaAroni vapristi. “Kwamuri, murao wangu wezvemabhosvo, murao uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mabhosvo ngaaridzwe navanakomana vaAroni vapristi. “Kwamuri, murao wangu wezvemabhosvo, murao uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Vanakomana vaAroni, vaprista ndivo vanofanira kuridza hwamanda. Uyu unofanira kuva mitemo usingaperi kwamuri nokuzvizvarwa zvinotevera. Viz kapitola |