Online Bible

- Reklamy -




Numeri 10:24 - Shona Bible 1949 revised 2002

24 Boka rorudzi rwavana vaBhenjamini rakanga richirairwa naAbhidhani, mwanakomana waGidheoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaBenjamini rakaŋga ricirairwa naAbidani, mŋanakomana waGideoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Dzinza rokwaBhenjamini raitungamirirwa naAbhidhana mwanakomana wokwaGideoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Uye Abhidhani mwanakomana waGidheoni akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaBhenjamini.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 10:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy