Numeri 10:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Boka rorudzi rwavana vaSimeoni rakanga richirairwa naSherumieri, mwanakomana waZurishadhai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ƃoka rorudzi rwaʋana ʋaSimeoni rakaŋga ricirairwa naSherumieri, mŋanakomana waZurishadai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Sherumieri mwanakomana waZurishadhai ndiye aitungamirira dzinza rokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Sherumieri mwanakomana waZurishadhai ndiye aitungamirira dzinza rokwaSimeoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Sherumieri mwanakomana waZurishadhai akanga ari mukuru weboka rorudzi rwaSimeoni, Viz kapitola |