Numeri 10:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Zvino tabhenakeri yakabviswa, vanakomana vaGeshoni navanakomana vaMerari, vatakuri vetabhenakeri, vakasimuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tabernakeri yakabviswa, ʋanakomana ʋaGershoni naʋanakomana ʋaMerari, ʋatakuri ʋetabernakeri, ʋakasimuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Paibviswa tendhe rinoera mhuri yokwaGerishoni neyokwaMerari vaitakura tendhe rinoera vaitakura vachibva vatangisa kufamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Paibviswa tendhe rinoera mhuri yokwaGerishoni neyokwaMerari vaitakura tendhe rinoera vaitakura vachibva vatangisa kufamba. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo tabhenakeri yakabviswa, uye vaGerishoni navaMerari, vakanga vachiitakura, vakatanga kufamba. Viz kapitola |