Numeri 1:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaSimeoni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvipfumbamwe namazana matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaSimeoni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀipfumbamŋe namazana matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vakaverengwa mudzinza raSimeoni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe namazana matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vakaverengwa mudzinza raSimeoni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe namazana matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakaverengwa vaibva kurudzi rwaSimeoni vaisvika zviuru makumi mashanu nezvipfumbamwe, namazana matatu. Viz kapitola |