Nehemia 9:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Ndimi Jehovha Mwari akatsaura Abhuramu, mukamubudisa paUri ravaKaradhea, mukamupa zita rinonzi Abhurahamu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndimi Jehova Mŋari wakatsaura Abrama, mukamuɓuɗisa paUri raʋaKardea, mukamupa zita rinonzi Abrahama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Imi Tenzi Mwari ndimi makasarudza Abhuramu, mukamuburitsa kuUru yevechiKaradhea mukazoti zita rake rinzi Abhurahamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Imi Tenzi Mwari ndimi makasarudza Abhuramu, mukamuburitsa kuUru yevechiKaradhea mukazoti zita rake rinzi Abhurahamu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Ndimi Jehovha Mwari, makasarudza Abhurahama mukamubudisa kubva munyika yeUri yavaKaradhea mukamutumidza kuti Abhurahama. Viz kapitola |