Nehemia 7:46 - Shona Bible 1949 revised 200246 VaNetinimi vakanga vari, vana vaZhiha, navana vaHasufa, navana vaTabhaoti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 ƲaNetinimi ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaZiha, naʋana ʋaHasufa, naʋana ʋaTabaoti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Vashandi vapaTemberi vaiva vanakomana vaava vanoti: Ziha naHasufa naTabhaoti Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Vashandi vapaTemberi vaiva vanakomana vaava vanoti: Ziha naHasufa naTabhaoti Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Vashandi vomutemberi: zvizvarwa zvaZiha, Hasufa, Tabhoati, Viz kapitola |