Nehemia 7:39 - Shona Bible 1949 revised 200239 Vapristi vakanga vari, vana vaJedhaya, veimba yaJeshua, mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Ʋaprista ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaJedaya, ʋeimba yaJeshua, mazana mapfumbamŋe namakumi manomŋe naʋatatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vapristi: vana vokwaJedhaya vakomana vari vemba yokwaJeshua vaiva mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vapristi: vana vokwaJedhaya vakomana vari vemba yokwaJeshua vaiva mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vaprista: zvizvarwa zvaJedhaya (kubudikidza nokumhuri yaJeshua), mazana mapfumbamwe namakumi manomwe navatatu; Viz kapitola |