Nehemia 4:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 vakarangana vose kundorwa neJerusaremu, nokuvakanganisapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ʋakaraŋgana ʋose kundorwa neJerusarema, nokuʋakaŋganisa’po. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vose pamwechete vakaita bangano rokundorwisa Jerusaremu nokumutsa manyongori imomo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vose pamwechete vakaita bangano rokundorwisa Jerusaremu nokumutsa manyongori imomo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vakarangana vose pamwe chete kuti vazorwa neJerusarema uye kuti varimutsire mhirizhonga. Viz kapitola |