Nehemia 3:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Kurutivi rwavo kwakagadzirwa naRefaya mwanakomana waHuri, mubati wehafu yenyika yeJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kurutiʋi rwaʋo kwakagadzirwa naRefaya mŋanakomana waHuri, muɓati wehafu yenyika yeJerusarema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mberi kwaivava kwakaitwawo naRefaya mwanakomana waHuru mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mberi kwaivava kwakaitwawo naRefaya mwanakomana waHuru mutongi wechimwe chikamu cheJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Refaya mwanakomana waHuri, mutongi wehafu yerimwe dunhu reJerusarema, akagadzira chikamu chaitevera. Viz kapitola |