Nehemia 3:2 - Shona Bible 1949 revised 20022 Kurutivi rwake kwakavakwa navarume veJeriko. Kurutivi rwavo kwakavakwa naZakuri mwanakomana waImiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kurutiʋi rwake kwakaʋakwa naʋarume ʋeJeriko. Kurutiʋi rwaʋo kwakaʋakwa naZakuri mŋanakomana waImri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakagamhwa navarume vokuJeriko kuvaka kumberi kwacho ndokugamhwawo kuvaka kumberi naZakuri mwanakomana wokwaImuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakagamhwa navarume vokuJeriko kuvaka kumberi kwacho ndokugamhwawo kuvaka kumberi naZakuri mwanakomana wokwaImuri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Varume veJeriko vakavaka chikamu chaiva pedyo, uye Zakuri mwanakomana waImuri akavaka parutivi pavo. Viz kapitola |