Nehemia 2:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvino ndikasvika kuvabati mhiri kworwizi, ndikavapa n’wadhi dzamambo. Zvino mambo akanga atuma vakuru vehondo navatasvi vamabhiza neni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ndikaȿika kuʋaɓati mhiri kworwizi, ndikaʋapa ŋwadi dzamambo. Ɀino mambo wakaŋga atuma ʋakuru ʋehondo naʋataȿi ʋamabiza neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndakaenda kumagavhuna okunyika yekuMhiri kweRwizi rwaYufuratesi ndikavapa matsamba amambo. Izvozvo mambo akandituma navakuru vakuru vekuhondo navachairi vamabhiza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndakaenda kumagavhuna okunyika yekuMhiri kweRwizi rwaYufuratesi ndikavapa matsamba amambo. Izvozvo mambo akandituma navakuru vakuru vekuhondo navachairi vamabhiza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka ndakaenda kuvabati vaiva mhiri kwaYufuratesi ndikavapa tsamba dzamambo. Zvino mambo akanga atumawo pamwe chete neni vakuru vehondo navatasvi vamabhiza. Viz kapitola |