Nahumi 2:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 Asi kubva kare Ninivhe rakanga rakaita sedziva remvura; kunyange zvakadaro vanotiza. Vanodana vachiti, ‘Mirai, mirai!’ Asi hakuna anocheuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi kubva kare Nineve rakaŋga rakaita sedziʋa remvura; kunyaŋge ɀakaɗaro ʋanotiza. Ʋanoɗana ʋaciti: Mirai, mirai! asi hakunaunoceuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ninivhe yakaita sedziva rine mvura yavhozhoka. Vanodaidzira kuti ngaimire ngaimire, asi hapana ari kudzokeramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ninivhe yakaita sedziva rine mvura yavhozhoka. Vanodaidzira kuti ngaimire ngaimire, asi hapana ari kudzokeramo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ninevhe rakafanana nedziva, uye mvura yaro iri kuerera ichipera. Vanochema vachiti, “Mirai! Mirai!” asi hapana anocheuka. Viz kapitola |