Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 9:6 - Shona Bible 1949 revised 2002

6 Ipapo Mosesi akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha kuti muchiite, kuti kubwinya kwaJehovha kuzviratidze kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ipapo Mosesi akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova kuti muciite, kuti kubginya kwaJehova kuɀiratidze kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Mosesi akati, “Izvozvi ndizvo zvakanzi naTenzi muite. Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuchazviratidza kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Mosesi akati, “Izvozvi ndizvo zvakanzi naTenzi muite. Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kuchazviratidza kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ipapo Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha kuti muite kuti kubwinya kwaJehovha kugoratidzwa kwamuri.”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 9:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy