Mupiro 9:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 nenzombe, negondohwe zvive zvipiriso zvokuyananisa, muzvibayire pamberi paJehovha; nechipiriso choupfu hwakakanyiwa namafuta, nokuti nhasi Jehovha unozviratidza kwamuri.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nenzombe, negondobge ɀiʋe ɀipiriso ɀokuyananisa, muɀiɓayire pamberi paJehova; necipiriso coʋupfu bgakakanyiwa namafuta, nokuti nhasi Jehova unoɀiratidza kwamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mutorewo nzombe nehondohwe zvomupiro wokuwadzana, zvokubayira kuna Tenzi pamwechete nomupiro wembesanwa wakasanganiswa nemafuta, nokuti nhasi uno Mwari achazviratidza kwamuri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mutorewo nzombe nehondohwe zvomupiro wokuwadzana, zvokubayira kuna Tenzi pamwechete nomupiro wembesanwa wakasanganiswa nemafuta, nokuti nhasi uno Mwari achazviratidza kwamuri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 nehando negondobwe zvechipiriso chokuwadzana kuti mubayire pamberi paJehovha, pamwe chete nechipiriso chezviyo chakasanganiswa namafuta. Nokuti nhasi Jehovha achazviratidza kwamuri.’ ” Viz kapitola |