Mupiro 9:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Utaure navana vaIsiraeri, uti, ‘Torai nhongo yembudzi chive chipiriso chezvivi, nemhuru, negwayana, zvose zvegore rimwe, zvisina mhosva, chive chipiriso chinopiswa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Utaure naʋana ʋaIsraeri, uti: Torai nhoŋgo yembudzi ciʋe cipiriso ceɀiʋi, nemhuru, negwaiana, ɀose ɀegore rimŋe, ɀisinemhoȿa, ciʋe cipiriso cinopiswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 utaurire vaIsiraeri kuti, ‘Torai gotora romupiro wokupfupira zvitadzo nemhuru, nehwayana dzose dziri mbiri dzive dzine gore rimwechete, dzisina chinoshoreka padziri dzomupiro wokupisa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 utaurire vaIsiraeri kuti, ‘Torai gotora romupiro wokupfupira zvitadzo nemhuru, nehwayana dzose dziri mbiri dzive dzine gore rimwechete, dzisina chinoshoreka padziri dzomupiro wokupisa.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uti kuvana veIsraeri, ‘Torai nhongo yembudzi yechipiriso chechivi, mhuru negwayana zvose zvine gore uye zvisina kuremara sechipiriso chinopiswa Viz kapitola |