Mupiro 8:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Akaisawo ngowani pamusoro wake; pangowani nechemberi akaisa hwendefa rendarama, ndiyo korona tsvene; sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaisa ʋo ŋgoani pamusoro wake; paŋgoani necemberi akaisa hwendefa rendarama, ndiyo korona tȿene; seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akamupfekedza ngundu mumusoro, akaisa karata kendarama, kechiremba, kanoera pangundu iyoyo nechapahuma sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akamupfekedza ngundu mumusoro, akaisa karata kendarama, kechiremba, kanoera pangundu iyoyo nechapahuma sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo akaisa nguwani pamusoro waAroni, nechemberi akaisa hwendefa regoridhe, iyo korona tsvene, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha. Viz kapitola |