Mupiro 8:27 - Shona Bible 1949 revised 200227 akaisa zvose pamaoko aAroni, napamaoko avanakomana vake, akazvizunguzira pamberi paJehovha, kuti chive chipiriso chinozunguzirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 akaisa ɀose pamaʋoko aAroni, napamaʋoko aʋanakomana ʋake, akaɀizuŋguzira pamberi paJehova, kuti ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Mosesi akapa Aroni navanakomana vake izvozvo zvose. Vakazvibata mumaoko avo, vakazvisimudza vachizviita mupiro unosimudzirwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Akaisa zvose mumaoko aAroni neevanakomana vake uye vakazvininira kuna Jehovha sechipiriso chokuninira. Viz kapitola |