Mupiro 7:36 - Shona Bible 1949 revised 200236 wakarairwa naJehovha kuti vapiwe navana vaIsiraeri nomusi wokuzodzwa kwavo. Ndiwo mugove wavo nokusingaperi kusvikira kumarudzi avo ose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 wakarairwa naJehova kuti ʋapiwe naʋana ʋaIsraeri nomusi wokuzodzwa kwaʋo. Ndiwo mugoʋe waʋo nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi aʋo ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 ndizvo zvakarehwa naTenzi kuti avape zvichibva kuvaIsiraeri musi wavanogadzwa, somugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa pazvizvarwa zvavo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 ndizvo zvakarehwa naTenzi kuti avape zvichibva kuvaIsiraeri musi wavanogadzwa, somugove wavo wavanofanira kugara vachipiwa pazvizvarwa zvavo zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Pazuva ravakazodzwa, Jehovha akarayira kuti vaIsraeri vape izvi kwavari somugove wavanofanira kugara vachiwana kuzvizvarwa zvichatevera. Viz kapitola |