Mupiro 7:30 - Shona Bible 1949 revised 200230 maoko ake amene anofanira kuuya nezvipiriso zvinoitirwa Jehovha nomoto; ngaauye namafuta pamwechete nechityu, kuti chityu chizunguzirwe, chive chipiriso chinozunguzirwa pamberi paJehovha.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 maʋoko ake amene anofanira kuʋuya neɀipiriso ɀinoitirwa Jehova nomŋoto; ŋgaaʋuye namafuta pamŋe cete necityu, kuti cityu cizuŋguzirwe, ciʋe cipiriso cinozuŋguzirwa pamberi paJehova. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 ngaatore zvemupiro waTenzi unoita zvokupiswa, auye akazvibata mumaoko iye pachake. Ngaauye nemafuta pamwechete nechityu, avheyese chityu, achisimudzire kuna Tenzi, somupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 ngaatore zvemupiro waTenzi unoita zvokupiswa, auye akazvibata mumaoko iye pachake. Ngaauye nemafuta pamwechete nechityu, avheyese chityu, achisimudzire kuna Tenzi, somupiro unosimudzirwa uchipirwa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Namaoko ake anofanira kuuya nechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto, anofanira kuuya namafuta pamwe chete nechityu, agoninira chityu kuna Jehovha sechipiriso chokuninira. Viz kapitola |