Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 7:24 - Shona Bible 1949 revised 2002

24 Mafuta echinhu chakangofa choga, namafuta echinhu chakaurawa nezvikara, angabatwa nawo pamabasa ose, asi hamufaniri kutongoadya.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mafuta ecinhu cakaŋgofa coga, namafuta ecinhu cakaʋurawa neɀikara, aŋgaɓatwa nawo pamaɓasa ose, asi hamufaniri kutoŋgoadya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mafuta emhuka yakafa yoga neemhuka inenge yakabvamburwa nechikara munogona zvenyu kuaitisa mamwe mabasa, asi musambofa zvenyu makaadya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mafuta emhuka yakafa yoga neemhuka inenge yakabvamburwa nechikara munogona zvenyu kuaitisa mamwe mabasa, asi musambofa zvenyu makaadya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Mafuta echipfuwo chinenge chawanikwa chakafa kana chabvamburwa nezvikara zvesango anogona kushandiswa pana mamwe mabasa asi hamufaniri kuadya.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 7:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy