Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 7:20 - Shona Bible 1949 revised 2002

20 Asi munhu unodya nyama yechibayiro chezvipiriso zvokuyananisa, zviri zvaJehovha, achiri netsvina yake, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Asi munhu unodya nyama yeciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa, ɀiri ɀaJehova, aciri netȿina yake, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 asi munhu anodya nyama iyoyo yechibayiro chaTenzi chomupiro wokuwadzana iye aine chinhu chinon'oresa munhu, anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 asi munhu anodya nyama iyoyo yechibayiro chaTenzi chomupiro wokuwadzana iye aine chinhu chinon'oresa munhu, anofanira kuchekaniswa ukama novokwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi kana munhu asina kuchena akadya nyama iyi yokuwadzana yaJehovha, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 7:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy