Mupiro 7:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Nyama yakabatana nechinhu chisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomoto. “Asi imwe nyama mumwe nomumwe wakanatswa ungaidya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nyama yakaɓatana necinhu cisakanaka, haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa nomŋoto. Asi imŋe nyama mumŋe nomumŋe wakanatswa uŋgaidya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Nyama inenge yagunzvana nechinhu chipi nechipi zvacho chakan'ora haifanire kudyiwa, ngaipiswe nomoto. “Ani naani asina kun'ora anobvumirwa zvake kudya nyama, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “ ‘Nyama inogunzva chisina kucheneswa haifaniri kudyiwa, inofanira kupiswa. Kana iri imwe nyama, munhu wose akacheneswa anogona kuidya. Viz kapitola |