Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 6:30 - Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvipiriso zvose zvezvivi, kana rimwe ropa razvo rakaiswa mutende rokusangana kuzoyananisira panzvimbo tsvene, ngazvirege kudyiwa; zvinofanira kupiswa nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀipiriso ɀose ɀeɀiʋi, kana rimŋe ropa raɀo rakaiswa mutente rokusoŋgana kuzoyananisira panɀimbo tȿene, ŋgaɀirege kudyiwa; ɀinofanira kupiswa nomŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Hapana chibayiro chemupiro wokupfupira zvitadzo chinofanira kudyiwa kana ropa racho rambounzwa mutendhe rokusanganira kuzopfupira zvitadzo. Chibayiro ichocho chose zvacho ngachipiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Hapana chibayiro chemupiro wokupfupira zvitadzo chinofanira kudyiwa kana ropa racho rambounzwa mutendhe rokusanganira kuzopfupira zvitadzo. Chibayiro ichocho chose zvacho ngachipiswe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Asi chipiriso chechivi, chipi nechipi chine ropa richauyiswa muTende Rokusangana kuti rizoyananisira muNzvimbo Tsvene, hachifaniri kudyiwa; chinofanira kupiswa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 6:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy