Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 6:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 kana akanonga chakanga charashika, akanyengera pachiri, akapika nhema; pachinhu chipi nechipi chazvose izvo, kana munhu achinge aita akatadza pachiri;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 kana akanoŋga cakaŋga carashika, akanyeŋgera paciri, akapika nhema; pacinhu cipi necipi caɀose iɀo, kana munhu aciŋge aita akatadza paciri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 kana kuti owana chinhu chomumwe chakarashika, onyepa achipika zvenhema zvake nezvacho, kana sezvinongoitwa navanhu mune zvimwe zvizhinji zvavanoita vachizotadza,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 kana kuti owana chinhu chomumwe chakarashika, onyepa achipika zvenhema zvake nezvacho, kana sezvinongoitwa navanhu mune zvimwe zvizhinji zvavanoita vachizotadza,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 kana kuti akawana nhumbi dzakarasika akareva nhema pamusoro padzo, kana kuti akapika nhema kana kuti akaita chivi chipi zvacho chingaitwa navanhu,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 6:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy