Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 5:1 - Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Kana munhu akatadza, ari chapupu akapikirwa kupupura chinhu chaakaona, kana chaanoziva, akasadudza, achava nemhosva yake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Kana munhu akatadza, ari capupu akapikirwa kupupura cinhu caakaʋona, kana caanoziʋa, akasaɗudza, ucaʋa nemhoȿa yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Munhu anenge anzi nedare, ngaapupure nezvemhosva yaanoziva kana kuti yaakaona, kana akarega kudaro apara mhosva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “ ‘Kana munhu akatadza nokuti aramba kupa uchapupu iye achinzi ape uchapupu pamusoro pezvaakaona kana zvaakanzwa, achava nemhosva.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 5:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy