Mupiro 4:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 “Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziva chimwe chezvinhu zvose zvakarairwa naJehovha Mwari wake kuti zvirege kuitwa, akapara mhaka; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana mukuru akatadza, akaita nokusaziʋa cimŋe ceɀinhu ɀose ɀakarairwa naJehova Mŋari wake kuti ɀirege kuitwa, akapara mhaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Kana mutongi ari iye atadzira Mwari mukusaziva apara mhosva yokuita zvinorambidzwa naTenzi Mwari wake, chitadzo chaakapara ozochiziviswa hake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Kana mutongi ari iye atadzira Mwari mukusaziva apara mhosva yokuita zvinorambidzwa naTenzi Mwari wake, chitadzo chaakapara ozochiziviswa hake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 “ ‘Kana mutungamiri akatadza nokusaziva, akaita zvinorambidzwa pamirayiro ipi zvayo yaJehovha Mwari wake, ane mhosva. Viz kapitola |