Mupiro 3:14 - Shona Bible 1949 revised 200214 Zvino ngaape zvimwe zvazvo chive chipo chake, chipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto; zvinoti mafuta anofukidza hura, namafuta ose ari pamusoro pehura, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino ŋgaape ɀimŋe ɀaɀo ciʋe cipo cake, cipiriso cinoitirwa Jehova nomŋoto; ɀinoti mafuta anofukidza ʋura, namafuta ose ari pamsoro poʋura, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pachibayiro ichocho, ngaabvise mafuta anoputira zvomukati neari pazviri, apire kuna Tenzi mupiro unoitwa zvokupisa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pachibayiro ichocho, ngaabvise mafuta anoputira zvomukati neari pazviri, apire kuna Tenzi mupiro unoitwa zvokupisa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kubva kune zvaanopa anofanira kupa kuna Jehovha chipiriso ichi chakaitwa nomoto, mafuta ose anofukidza zvose zvomukati kana zvakabatana nazvo, Viz kapitola |