Mupiro 3:12 - Shona Bible 1949 revised 200212 “Kana chipo chake chiri chembudzi, ngaauye nayo pamberi paJehovha; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana cipo cake ciri cembudzi, ŋgaaʋuye nayo pamberi paJehova; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana chibayiro chake kuna Tenzi chiri chembudzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana chibayiro chake kuna Tenzi chiri chembudzi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “ ‘Kana chipiriso chake chiri mbudzi, anofanira kuipa kuna Jehovha. Viz kapitola |