Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:35 - Shona Bible 1949 revised 2002

35 Panguva yose yokuparadzwa kwayo ichazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamaSabata enyu, panguva yamakagaramo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Paŋguʋa yose yokuparadzwa kwayo icazorora nokuzorora kwayakashaiwa pamasaɓata enyu, paŋguʋa yamakagara’mo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Zororo raisina kuwana pamaSabata enyu muchigeremo, ichazoriwana pamazuva ose aichange yasara isina munhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Panguva yose yokuparadzwa kwayo nyika ichava nezororo rayakashayiwa pamasabata panguva yamakararama mairi.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:35

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy