Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 26:33 - Shona Bible 1949 revised 2002

33 Ndichakurashanyai pakati pavahedheni, nokuvhomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu ichava renje, maguta enyu achava matongo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ndicakurashanyai pakati paʋahedeni, nokuvomora munondo shure kwenyu; nyika yenyu icaʋa renje, maguta enyu acaʋa matoŋgo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Ndichakumwararidzai mukati mendudzi dzavanhu, ndichakutumirai hondo yebakatwa ikoko. Nyika yenyu ichasara yangova nyika, maguta enyu achisara angova matongo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ndichakuparadzirai pakati pendudzi uye ndichabudisa munondo wangu ndigokudzingirirai. Nyika yenyu ichaparara, uye maguta enyu achava matongo.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 26:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy