Mupiro 26:23 - Shona Bible 1949 revised 200223 “Zvino kana musingadi kudzorwa neni nezvinhu izvi, asi muchindiramba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino kana musiŋgaɗi kudzorwa neni neɀinhu iɀi, asi mucindiramba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Kana kuranga ikoku kukatadza kukudzorerai kwandiri asi motoramba zvenyu muchipikisana neni, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Kana kuranga ikoku kukatadza kukudzorerai kwandiri asi motoramba zvenyu muchipikisana neni, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “ ‘Ipapo kana musingadi kudzorwa neni pazvinhu izvi, asi mukaramba muchirwisana neni, Viz kapitola |