Mupiro 26:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Ndichagadza tabhenakeri yangu pakati penyu; mweya wangu haungakusemiyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ndicagadza tabernakeri yaŋgu pakati penyu; mŋeya waŋgu hauŋgakusemiyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndichaita musha wangu pakati penyu, Handizombofi ndakakufuratirai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndichaita musha wangu pakati penyu, Handizombofi ndakakufuratirai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ndichadzika tabhenakeri yangu pakati penyu uye handizokusemai. Viz kapitola |