Mupiro 25:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Zvino pazuva regumi romwedzi wechinomwe unofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe kwazvo; pazuva rokuyananisira munofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe panyika yenyu yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino pazuʋa regumi romŋedzi wecinomŋe unofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe kwaɀo; pazuʋa rokuyananisira munofanira kuraira kuti hwamanda iridzwe panyika yenyu yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pazuva rechigumi remwedzi wechinomwe pazuva rokuripira zvitadzo nokuwadzana naMwari, hwamanda ngadziridzwe munyika yenyu yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Pazuva rechigumi remwedzi wechinomwe pazuva rokuripira zvitadzo nokuwadzana naMwari, hwamanda ngadziridzwe munyika yenyu yose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo urayire kuti hwamanda iridzwe kwose pazuva regumi romwedzi wechinomwe; paZuva Rokuyananisira ridzai hwamanda munyika yenyu yose. Viz kapitola |