Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 25:7 - Shona Bible 1949 revised 2002

7 nezvezvipfuwo zvako, nezvemhuka dziri munyika yako; zvibereko zvazvo zvose zvinofanira kuva zvokudya zvazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 neɀeɀipfuwo ɀako, neɀemhuka dziri munyika yako; ɀiɓereko ɀaɀo ɀose ɀinofanira kuʋa ɀokudya ɀaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzomunyika yenyu. Zvose zvinoibva gore iroro ndozvichava chokudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 pamwe chete nezvipfuwo zvenyu nemhuka dzesango dziri munyika yenyu. Zvibereko zvose zvomunyika zvingadyiwa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 25:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy