Mupiro 25:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Magoko ako usaakohwa, namazambiringa womuzambiringa wako usina kugurirwa usaatanha; rinofanira kuva gore rokuzorora kwazvo kwenyika.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Magoko ako usaakohwa, namazambiriŋga womuzambiriŋga wako usina‐kugurirwa usaatanha; rinofanira kuʋa gore rokuzorora kwaɀo kwenyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Regai kukohwa zvirimwa zvenyu zvamahoko. Regai kutanha magirepisi emigirepisi yenyu yamusina kumbopemhena iya, igore rokusarutsa minda isina kurimwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Regai kukohwa zvirimwa zvenyu zvamahoko. Regai kutanha magirepisi emigirepisi yenyu yamusina kumbopemhena iya, igore rokusarutsa minda isina kurimwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Musakohwa zvinomera zvoga kana kukohwa mazambiringa amagoko. Nyika inofanira kuva negore rokuzorora. Viz kapitola |