Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 25:38 - Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeIjipiti, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndive Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakuɓuɗisai munyika yeEgipita, kuti ndikupei nyika yeKanani, ndiʋe Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ini Tenzi ndinodaro, ndini Mwari wenyu ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuzokupai nyika yeKanani kuti ndive Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ini Tenzi ndinodaro, ndini Mwari wenyu ndakakuburitsai munyika yeIjipiti kuzokupai nyika yeKanani kuti ndive Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Ndini Jehovha Mwari wenyu akakubudisai kubva muIjipiti kuti ndikupei nyika yeKenani uye kuti ndive Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 25:38

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy